RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 22:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Saka akati: “Ndiri kuona vaIsraeri vese vakapararira mumakomo+ semakwai asina mufudzi. Jehovha ati: ‘Ava havana tenzi. Mumwe nemumwe ngaadzokere kumba kwake nerugare.’”

  • Isaya 53:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Isu tese tadzungaira semakwai,+

      Mumwe nemumwe atsaukira kunzira yake,

      Uye Jehovha aita kuti kukanganisa kwedu tese kuve paari.+

  • Ezekieri 34:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Saka akapararira nekuti akanga asina mufudzi;+ akapararira nenyika uye akadyiwa nezvikara zvesango.

  • Ezekieri 34:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 ‘“Neupenyu hwangu,” ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha, “makwai angu zvaakava nyama yezvikara, achidyiwa nezvikara zvese zvesango, nekuti akanga asina mufudzi, uye vafudzi vangu zvavasina kutsvaga makwai angu, vachiramba vachingodya vega vasingafudzi makwai angu,”’

  • Mateu 9:36
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 36 Achiona vanhu vazhinji, akasiririswa navo,+ nekuti vaibatwa zvisina kunaka uye vakanga vakapararira semakwai asina mufudzi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe