Mateu 15:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Sei vadzidzi vako vasingachengeti tsika dzevanhu vekare? Semuenzaniso, havagezi maoko* avo kana vava kuda kudya.”+
2 “Sei vadzidzi vako vasingachengeti tsika dzevanhu vekare? Semuenzaniso, havagezi maoko* avo kana vava kuda kudya.”+