VaGaratiya 1:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 uye ndakanga ndichibudirira kwazvo muchiJudha kupfuura vazhinji vezera rangu murudzi rwangu, sezvo ndaishingairira kwazvo tsika dzemadzibaba angu kuvapfuura.+ VaKorose 2:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Chenjerai kuti pasava nemunhu anokutorai senhapwa* achishandisa uchenjeri hwenyika neunyengeri+ husina zvahunobatsira maererano netsika dzevanhu, maererano nezvinhu zvekutanga zvenyika, kwete maererano naKristu;
14 uye ndakanga ndichibudirira kwazvo muchiJudha kupfuura vazhinji vezera rangu murudzi rwangu, sezvo ndaishingairira kwazvo tsika dzemadzibaba angu kuvapfuura.+
8 Chenjerai kuti pasava nemunhu anokutorai senhapwa* achishandisa uchenjeri hwenyika neunyengeri+ husina zvahunobatsira maererano netsika dzevanhu, maererano nezvinhu zvekutanga zvenyika, kwete maererano naKristu;