Eksodho 21:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 “Munhu wese anotuka baba vake kana amai vake, anofanira kuurayiwa.+ Revhitiko 20:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 “‘Kana pakava nemunhu anotuka baba vake kana amai vake, anotofanira kuurayiwa.+ Sezvo atuka baba vake kana amai vake, ndiye anenge azviurayisa ega.* Zvirevo 20:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Munhu wese anotuka baba vake naamai vake,Rambi rake richadzimwa kana kwava nerima.+
9 “‘Kana pakava nemunhu anotuka baba vake kana amai vake, anotofanira kuurayiwa.+ Sezvo atuka baba vake kana amai vake, ndiye anenge azviurayisa ega.*