Mateu 15:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Zvinopinda mumuromo memunhu hazvisirizvo zvinomusvibisa, asi zvinobuda mumuromo make ndizvo zvinomusvibisa.”+ Tito 1:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Zvinhu zvese zvakachena kuvanhu vakachena;+ asi kuvanhu vakasvibiswa uye vasina kutenda, hapana chakachena, nekuti pfungwa dzavo nehana dzavo zvakasvibiswa.+
11 Zvinopinda mumuromo memunhu hazvisirizvo zvinomusvibisa, asi zvinobuda mumuromo make ndizvo zvinomusvibisa.”+
15 Zvinhu zvese zvakachena kuvanhu vakachena;+ asi kuvanhu vakasvibiswa uye vasina kutenda, hapana chakachena, nekuti pfungwa dzavo nehana dzavo zvakasvibiswa.+