Pisarema 22:6, 7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Asi ini ndiri honye, handisi munhu,Ndinotukwa* nevanhu uye ndinoshorwa nevanhu.+ 7 Vese vanondiona vanondinyomba;+Vanondifinyamira vachidzungudza misoro yavo vachinditsvinyira vachiti:+ Isaya 50:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ndakapa musana wangu kune vaindirova, Uye matama angu kune vaya vakaadzura vachiasiya asina chinhu.* Handina kuhwandisa chiso changu pakuitirwa zvinhu zvinonyadzisa uye pakupfirwa mate.+ Isaya 53:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Akazvidzwa uye akarambwa nevanhu,+Munhu ainzwisisa marwadzo* uye aiziva kurwara. Zvaiita sekuti chiso chake chakanga chakahwandiswa kuti tisachiona.* Akazvidzwa, uye takamuona seasingakoshi.+ Ruka 23:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Herodhi pamwe chete nevarwi vake vakabva vamubata zvakaipa,+ vakamupfekedza nguo yakanaka zviri zvekumutsvinyira,+ ndokuzomudzorera kuna Pirato.
6 Asi ini ndiri honye, handisi munhu,Ndinotukwa* nevanhu uye ndinoshorwa nevanhu.+ 7 Vese vanondiona vanondinyomba;+Vanondifinyamira vachidzungudza misoro yavo vachinditsvinyira vachiti:+
6 Ndakapa musana wangu kune vaindirova, Uye matama angu kune vaya vakaadzura vachiasiya asina chinhu.* Handina kuhwandisa chiso changu pakuitirwa zvinhu zvinonyadzisa uye pakupfirwa mate.+
3 Akazvidzwa uye akarambwa nevanhu,+Munhu ainzwisisa marwadzo* uye aiziva kurwara. Zvaiita sekuti chiso chake chakanga chakahwandiswa kuti tisachiona.* Akazvidzwa, uye takamuona seasingakoshi.+
11 Herodhi pamwe chete nevarwi vake vakabva vamubata zvakaipa,+ vakamupfekedza nguo yakanaka zviri zvekumutsvinyira,+ ndokuzomudzorera kuna Pirato.