-
Mateu 17:19, 20Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
19 Vadzidzi vakabva vauya kuna Jesu pasina vamwe vanhu vakati: “Nei tatadza kuridzinga?” 20 Akati kwavari: “Pamusana pekutenda kwenyu kudiki. Nekuti chokwadi ndinoti kwamuri, kana muine kutenda kwakaenzana nekatsanga kemasitadhi, muchati kugomo iri, ‘Ibva pano uende apo,’ uye richabva, uye hapana chinhu chamuchatadza.”+
-