Isaya 66:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 “Uye vachabuda votarisa zvitunha zvevarume vakandipandukira;Nekuti honye dziri pavari hadzizofi,Uye moto uri kuvapisa hauzodzimwi,+Uye vachava chinhu chinosemwa nevanhu vese.”
24 “Uye vachabuda votarisa zvitunha zvevarume vakandipandukira;Nekuti honye dziri pavari hadzizofi,Uye moto uri kuvapisa hauzodzimwi,+Uye vachava chinhu chinosemwa nevanhu vese.”