Mateu 19:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Vana vadiki vakabva vaunzwa kwaari, kuti aise maoko ake pavari onyengetera, asi vadzidzi vakavatsiura.+ Ruka 18:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Vanhu vakanga vachiuyawo nevana vavo vacheche kwaari kuti avabate, asi vadzidzi pavakazviona vakatanga kuvatsiura.+
13 Vana vadiki vakabva vaunzwa kwaari, kuti aise maoko ake pavari onyengetera, asi vadzidzi vakavatsiura.+
15 Vanhu vakanga vachiuyawo nevana vavo vacheche kwaari kuti avabate, asi vadzidzi pavakazviona vakatanga kuvatsiura.+