Eksodho 20:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 “Usauraya.+ Dheuteronomi 5:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 “‘Usauraya.+ Mateu 5:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 “Makanzwa kuti vaya vemunguva yekare vakaudzwa kuti: ‘Usauraya,+ asi munhu wese anouraya achazvidavirira kudare rinotonga.’+ 1 Johani 3:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Munhu wese anovenga hama yake muurayi,+ uye munoziva kuti hapana muurayi anoramba aine upenyu husingaperi.+
21 “Makanzwa kuti vaya vemunguva yekare vakaudzwa kuti: ‘Usauraya,+ asi munhu wese anouraya achazvidavirira kudare rinotonga.’+
15 Munhu wese anovenga hama yake muurayi,+ uye munoziva kuti hapana muurayi anoramba aine upenyu husingaperi.+