Revhitiko 19:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Usabiridzira mumwe wako,+ uye usapamba zvinhu zvemunhu.+ Haufaniri kurara usina kubhadhara munhu wemaricho kusvikira mangwanani.+
13 Usabiridzira mumwe wako,+ uye usapamba zvinhu zvemunhu.+ Haufaniri kurara usina kubhadhara munhu wemaricho kusvikira mangwanani.+