RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 21:45, 46
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 45 Vatungamiriri vevapristi nevaFarisi pavakanzwa mifananidzo yake, vakaziva kuti akanga achitaura nezvavo.+ 46 Kunyange vaida kumubata,* vakatya vanhu, nekuti vanhu vaimuti muprofita.+

  • Ruka 20:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Vanyori nevatungamiriri vevapristi vaida kumubata pakare ipapo, asi vaitya vanhu, nekuti vakazoziva kuti aitaura mufananidzo uyu achifunga nezvavo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe