Mateu 24:4, 5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Jesu akavapindura achiti: “Chenjerai kuti parege kuva nemunhu anokutsausai,+ 5 nekuti vazhinji vachauya muzita rangu, vachiti, ‘Ndini Kristu,’ uye vachatsausa vazhinji.+ Ruka 21:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Akati: “Chenjerai kuti hamutsauswi,+ nekuti vazhinji vachauya muzita rangu, vachiti, ‘Ndini iye,’ uye, ‘Nguva yacho yaswedera.’ Musavatevera.+
4 Jesu akavapindura achiti: “Chenjerai kuti parege kuva nemunhu anokutsausai,+ 5 nekuti vazhinji vachauya muzita rangu, vachiti, ‘Ndini Kristu,’ uye vachatsausa vazhinji.+
8 Akati: “Chenjerai kuti hamutsauswi,+ nekuti vazhinji vachauya muzita rangu, vachiti, ‘Ndini iye,’ uye, ‘Nguva yacho yaswedera.’ Musavatevera.+