-
Mateu 26:2-5Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
2 “Munoziva kuti Paseka yasarirwa nemazuva maviri kuti isvike,+ uye Mwanakomana wemunhu achaiswa mumaoko evanhu vachamuroverera padanda.”+
3 Vatungamiriri vevapristi nevakuru vevanhu vakaungana muchivanze chemupristi mukuru ainzi Kayafasi,+ 4 ndokurangana+ kuti vabate* Jesu vachishandisa manomano* kuti vamuuraye. 5 Asi vaiti: “Hatidi kuzviita pamutambo, nekuti vanhu vanozoita zhowezhowe.”
-