Mateu 26:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Chokwadi ndinoti kwamuri, kwese kuchaparidzwa mashoko aya akanaka munyika yese, zvaitwa nemukadzi uyu zvichataurwawo achiyeukwa.”+
13 Chokwadi ndinoti kwamuri, kwese kuchaparidzwa mashoko aya akanaka munyika yese, zvaitwa nemukadzi uyu zvichataurwawo achiyeukwa.”+