Mateu 26:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Pavakazopedza, vakaimba nziyo dzekurumbidza,* ndokubuda vachienda kuGomo reMiorivhi.+ Ruka 22:39 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 Paakabuda, akaenda kuGomo reMiorivhi sezvaaiwanzoita, uye vadzidzi vakamuteverawo.+ Johani 18:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Paakanga ataura izvi, Jesu akabuda nevadzidzi vake akayambuka Bani reKidroni*+ akapinda mumunda waiva* mhiri kwacho nevadzidzi vake.+
18 Paakanga ataura izvi, Jesu akabuda nevadzidzi vake akayambuka Bani reKidroni*+ akapinda mumunda waiva* mhiri kwacho nevadzidzi vake.+