RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ruka 22:31-33
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 31 “Simoni, Simoni, ona! Satani akati ari kuda kuva nemi mese kuti akupepetei segorosi.+ 32 Asi ndakakunyengeterera ndichiteterera kuti kutenda kwako kurege kupera;+ uye iwe, kana wangodzoka, simbisa hama dzako.”+ 33 Iye akabva ati kwaari: “Ishe, ndakagadzirira kuenda nemi kujeri nemurufu.”+

  • Johani 13:37
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 37 Petro akati kwaari: “Ishe, nei ndisingakwanisi kukuteverai iye zvino? Ndichapa upenyu hwangu* nekuda kwenyu.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe