Johani 19:9, 10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 uye akapindazve mumuzinda, akati kuna Jesu: “Unobva kupi?” Asi Jesu haana kumupindura.+ 10 Saka Pirato akati kwaari: “Hausi kuda kutaura neni here? Hauzivi here kuti ndine simba rekukusunungura uye rekuita kuti urovererwe?”
9 uye akapindazve mumuzinda, akati kuna Jesu: “Unobva kupi?” Asi Jesu haana kumupindura.+ 10 Saka Pirato akati kwaari: “Hausi kuda kutaura neni here? Hauzivi here kuti ndine simba rekukusunungura uye rekuita kuti urovererwe?”