Pisarema 69:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Asi panzvimbo pezvekudya vakandipa muchetura,*+Uye pandainzwa nyota vakandipa vhiniga kuti ndinwe.+ Johani 19:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Paiva nemudziyo wakanga uripo waiva wakazara vhiniga. Saka vakaisa siponji yakazara nevhiniga pashanga rehisopi,* vakaiisa pamuromo wake.+
21 Asi panzvimbo pezvekudya vakandipa muchetura,*+Uye pandainzwa nyota vakandipa vhiniga kuti ndinwe.+
29 Paiva nemudziyo wakanga uripo waiva wakazara vhiniga. Saka vakaisa siponji yakazara nevhiniga pashanga rehisopi,* vakaiisa pamuromo wake.+