Johani 15:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 uye imiwo munofanira kupupura,+ nekuti manga muineni kubvira pandakatanga. 1 Petro 5:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Saka ini semumwe wevakuru uye chapupu chekutambura kwaKristu uye semunhu achawanawo kubwinya kucharatidzwa,+ ndinokumbira* vakuru vari pakati penyu kuti: 2 Petro 1:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Hatina kukuzivisai simba raShe wedu Jesu Kristu uye kuvapo kwake tichitevera ngano dzakanyatsorukwa, asi takazvionera tega ukuru hwake.+
5 Saka ini semumwe wevakuru uye chapupu chekutambura kwaKristu uye semunhu achawanawo kubwinya kucharatidzwa,+ ndinokumbira* vakuru vari pakati penyu kuti:
16 Hatina kukuzivisai simba raShe wedu Jesu Kristu uye kuvapo kwake tichitevera ngano dzakanyatsorukwa, asi takazvionera tega ukuru hwake.+