Ruka 1:59, 60 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 59 Pazuva rechi8 vakauya kuzochecheudza mwana wacho,+ uye vaida kumutumidza zita rababa vake rekuti Zekariya. 60 Asi amai vake vakapindura vachiti: “Aiwa! Achanzi Johani.”
59 Pazuva rechi8 vakauya kuzochecheudza mwana wacho,+ uye vaida kumutumidza zita rababa vake rekuti Zekariya. 60 Asi amai vake vakapindura vachiti: “Aiwa! Achanzi Johani.”