-
Mako 1:20Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
20 akabva avashevedza pakarepo. Saka vakasiya baba vavo Zebhedhi vari muchikepe vaine vashandi vavo, vakamutevera.
-
-
VaFiripi 3:8Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
8 Uyewo ndinoona zvinhu zvese sekurasikirwa kana ndichienzanisa neruzivo rwaKristu Jesu Ishe wangu rune ukoshi hwepamusorosoro. Ndakabvuma kurasikirwa nezvinhu zvese nekuda kwake uye ndinozviona semarara, kuti ndiwane Kristu
-