Jakobho 4:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Imi mhombwekadzi,* hamuzivi here kuti kushamwaridzana nenyika kuvengana naMwari? Saka munhu wese anoda kuva shamwari yenyika anenge achitozviita muvengi waMwari.+ 1 Johani 4:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Ivo vanobva munyika;+ ndokusaka vachitaura zvinobva munyika uye nyika ichivateerera.+
4 Imi mhombwekadzi,* hamuzivi here kuti kushamwaridzana nenyika kuvengana naMwari? Saka munhu wese anoda kuva shamwari yenyika anenge achitozviita muvengi waMwari.+