-
Mateu 8:8, 9Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
8 Mukuru weuto akapindura achiti: “Ishe, handina kukodzera kuti mupinde mumba mangu, asi ingotaurai shoko muranda wangu obva aporeswa. 9 Nekuti neniwo ndiri pasi pevamwe, ndiine varwi vari pasi pangu, uye ndinoti kune uyu, ‘Enda!’ uye anoenda, uye kune mumwe, ‘Uya!’ uye anouya, uye kumuranda wangu, ‘Ita izvi!’ uye anozviita.”
-