RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 8:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Achava senzvimbo tsvene,

      Asi achavawo sedombo rekurovera pariri

      Uye seibwe rekugumbura+

      Kudzimba dzese mbiri dzaIsraeri,

      Sechiteyeso nemusungo

      Kuvagari vemuJerusarema.

  • Ruka 2:34
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 34 Simiyoni akavakomborerawo akati kuna Mariya amai vemwana: “Inzwa! Mwana uyu atumwa kuti pave nekuwa+ nekumuka kwevakawanda pakati paIsraeri+ uye achava chiratidzo chinotaurwa zvakaipa nezvacho+

  • Johani 6:66
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 66 Nekuda kweizvi, vadzidzi vake vakawanda vakadzokera kuzvinhu zvavakasiya+ uye vakanga vasingachafambizve naye.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe