Mateu 3:5, 6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Vanhu vemuJerusarema neJudhiya yese nenyika yese yakapoteredza Jodhani vaibuda, vachienda kwaaiva,+ 6 uye vaibhabhatidzwa* naye muRwizi rwaJodhani,+ vachireurura zvivi zvavo pamberi pevanhu vese. Ruka 3:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Kunyange vateresi vakauya kuzobhabhatidzwa,+ uye vakati kwaari: “Mudzidzisi, toita sei?”
5 Vanhu vemuJerusarema neJudhiya yese nenyika yese yakapoteredza Jodhani vaibuda, vachienda kwaaiva,+ 6 uye vaibhabhatidzwa* naye muRwizi rwaJodhani,+ vachireurura zvivi zvavo pamberi pevanhu vese.