-
Mako 4:1, 2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
4 Akatangazve kudzidzisa ari pedyo negungwa, uye vanhu vakawanda zvikuru vakamuunganira. Saka akakwira muchikepe, akagara imomo ari nechekure nepamhenderekedzo, asi vanhu vese vakanga vakamira vakatevedza mhenderekedzo yegungwa.+ 2 Uye akatanga kuvadzidzisa zvinhu zvizhinji achishandisa mifananidzo,+ uye paaidzidzisa kudaro, akati kwavari:+
-