Mateu 10:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Saka musavatya, nekuti hapana chinhu chakafukidzwa chisingazofukurwi, uye chakavanzwa chisingazozivikanwi.+ Mako 4:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Nekuti hapana chinhu chakavigwa chisingazobudiswi pachena; hapana chinhu chakavanzwa zvekuti hachizobudi pachena.+ Ruka 12:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Asi hapana chinhu chakavigwa zvekuti hachizobudiswi pachena, uye hapana chinhu chakavanzwa chisingazozivikanwi.+
26 Saka musavatya, nekuti hapana chinhu chakafukidzwa chisingazofukurwi, uye chakavanzwa chisingazozivikanwi.+
22 Nekuti hapana chinhu chakavigwa chisingazobudiswi pachena; hapana chinhu chakavanzwa zvekuti hachizobudi pachena.+
2 Asi hapana chinhu chakavigwa zvekuti hachizobudiswi pachena, uye hapana chinhu chakavanzwa chisingazozivikanwi.+