Mako 1:23, 24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Panguva iyoyo chaiyo musinagogi ravo maiva nemumwe murume akanga akagarwa nemweya usina kuchena, uye akashevedzera kuti: 24 “Munei nesu, imi Jesu wekuNazareta?+ Mauya kuzotiparadza here? Ndinonyatsoziva kuti ndimi ani, Mutsvene waMwari!”+
23 Panguva iyoyo chaiyo musinagogi ravo maiva nemumwe murume akanga akagarwa nemweya usina kuchena, uye akashevedzera kuti: 24 “Munei nesu, imi Jesu wekuNazareta?+ Mauya kuzotiparadza here? Ndinonyatsoziva kuti ndimi ani, Mutsvene waMwari!”+