-
Ruka 7:12, 13Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
12 Paakanga ava pedyo negedhi reguta, vakasangana nevanhu vakanga vakatakura murume akafa vachibuda naye kunze. Uyu akanga ari mwanakomana mumwe chete* waamai vake,+ avo vakanga vava chirikadzi. Vanhu vakawanda vaibva muguta vaivawo naamai vacho. 13 Ishe paakaona amai ava, akasiririswa navo,+ akati kwavari: “Musachema.”+
-