Ruka 9:7, 8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Herodhi* mutongi weruwa akanzwa zvese zvaiitika, uye akavhiringidzika chaizvo nekuti vamwe vanhu vaiti Johani akanga amutswa kuvakafa,+ 8 vamwe vachiti Eriya akanga aonekwa, vamwewo vachiti mumwe wevaprofita vekare akanga amuka.+
7 Herodhi* mutongi weruwa akanzwa zvese zvaiitika, uye akavhiringidzika chaizvo nekuti vamwe vanhu vaiti Johani akanga amutswa kuvakafa,+ 8 vamwe vachiti Eriya akanga aonekwa, vamwewo vachiti mumwe wevaprofita vekare akanga amuka.+