Ruka 3:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 uye mweya mutsvene wakadzika uchiuya paari wakaita senjiva, uye inzwi rakabva kudenga richiti: “Ndiwe Mwanakomana wangu, anodiwa; ndakufarira.”+ Johani 12:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Baba, kudzai zita renyu.” Inzwi+ rakabva rabva kudenga rikati: “Ndakarikudza uye ndicharikudzazve.”+
22 uye mweya mutsvene wakadzika uchiuya paari wakaita senjiva, uye inzwi rakabva kudenga richiti: “Ndiwe Mwanakomana wangu, anodiwa; ndakufarira.”+
28 Baba, kudzai zita renyu.” Inzwi+ rakabva rabva kudenga rikati: “Ndakarikudza uye ndicharikudzazve.”+