Mateu 12:42 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Mambokadzi wekumaodzanyemba achamutswa pakutongwa pamwe chete nechizvarwa chino uye acharatidza kuti chine mhosva, nekuti akabva pasi kwenyika kuzonzwa uchenjeri hwaSoromoni.+ Asi onai! mumwe munhu anopfuura Soromoni ari pano.+
42 Mambokadzi wekumaodzanyemba achamutswa pakutongwa pamwe chete nechizvarwa chino uye acharatidza kuti chine mhosva, nekuti akabva pasi kwenyika kuzonzwa uchenjeri hwaSoromoni.+ Asi onai! mumwe munhu anopfuura Soromoni ari pano.+