Mateu 5:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Vanhu havabatidzi rambi voriisa pasi petswanda,* asi vanoriisa pachigadziko cherambi, uye rinovhenekera vese vari mumba.+ Mako 4:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Akatiwo kwavari: “Rambi rinomboiswa pasi petswanda* kana kuti pasi pemubhedha here? Handiti rinoiswa pachigadziko cherambi?+ Ruka 8:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 “Hapana munhu anoti kana abatidza rambi, orifukidza nemudziyo kana kuriisa pasi pemubhedha, asi kuti anoriisa pachigadziko cherambi, kuti vaya vanopinda vavhenekerwe.+
15 Vanhu havabatidzi rambi voriisa pasi petswanda,* asi vanoriisa pachigadziko cherambi, uye rinovhenekera vese vari mumba.+
21 Akatiwo kwavari: “Rambi rinomboiswa pasi petswanda* kana kuti pasi pemubhedha here? Handiti rinoiswa pachigadziko cherambi?+
16 “Hapana munhu anoti kana abatidza rambi, orifukidza nemudziyo kana kuriisa pasi pemubhedha, asi kuti anoriisa pachigadziko cherambi, kuti vaya vanopinda vavhenekerwe.+