-
Mateu 12:31, 32Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
31 “Nekuda kwechikonzero ichi ndinoti kwamuri, zvivi zvemarudzi ese nekumhura zvichakanganwirwa vanhu, asi kumhura mweya hakuzokanganwirwi.+ 32 Semuenzaniso, munhu wese anotaura zvakaipa nezveMwanakomana wemunhu, achakanganwirwa;+ asi munhu wese anotaura zvakaipa nezvemweya mutsvene, haazokanganwirwi, aiwa, kwete mumamiriro ano ezvinhu* kana mune aya anouya.+
-