Mateu 6:31, 32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Saka musambozvidya mwoyo+ muchiti, ‘Tichadyeiko?’ kana kuti, ‘Tichanweiko?’ kana kuti, ‘Tichapfekeiko?’+ 32 Nekuti mamwe marudzi ari kutsvagisisa zvinhu zvese izvi. Baba venyu vekudenga vanoziva kuti munoda zvinhu zvese izvi.
31 Saka musambozvidya mwoyo+ muchiti, ‘Tichadyeiko?’ kana kuti, ‘Tichanweiko?’ kana kuti, ‘Tichapfekeiko?’+ 32 Nekuti mamwe marudzi ari kutsvagisisa zvinhu zvese izvi. Baba venyu vekudenga vanoziva kuti munoda zvinhu zvese izvi.