Mako 13:35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 35 Saka rambai makarinda, nekuti hamuzivi pachauya tenzi wemba,+ kungava kumanheru kana kuti pakati peusiku kana kuti panorira jongwe kana kuti mambakwedza,+
35 Saka rambai makarinda, nekuti hamuzivi pachauya tenzi wemba,+ kungava kumanheru kana kuti pakati peusiku kana kuti panorira jongwe kana kuti mambakwedza,+