-
Mateu 16:2, 3Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
2 Akavapindura kuti: “Kana ava manheru munoti, ‘Kunze kuchange kwakanaka, nekuti denga rakati piriviri,’ 3 uye mangwanani munoti, ‘Kunze kuchatonhora, nhasi kuchanaya, nekuti denga rakati piriviri asi kwakakwidibira.’ Munoziva kududzira zvinenge zvakaita denga, asi hamugoni kududzira zviratidzo zvenguva.
-