RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 5:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 “Imi muri munyu+ wenyika, asi kana munyu usisavaviri, kuvavira kwawo kuchadzorerwa sei? Hapana zvauchashandiswa kunze kwekuraswa kunze,+ wotsikwa-tsikwa nevanhu.

  • Mako 9:50
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 50 Munyu wakanaka, asi kana munyu usisavaviri, muchaurunga nei?+ Ivai nemunyu mamuri,+ muchengete rugare pakati penyu.”+

  • VaKorose 4:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Nguva dzese mashoko enyu ngaaratidze mutsa, akarungwa nemunyu,+ kuti muzive mapinduriro amunofanira kuita munhu mumwe nemumwe.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe