Mateu 9:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Saka endai, munodzidza kuti zvinorevei kuti: ‘Ndinoda ngoni, kwete chibayiro.’+ Nekuti handina kuuya kuzoshevedza vanhu vakarurama, asi vatadzi.” Mako 2:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Jesu paakazvinzwa, akati kwavari: “Vaya vakasimba havadi chiremba, asi vaya vanorwara vanomuda. Handina kuuya kuzoshevedza vanhu vakarurama, asi vatadzi.”+
13 Saka endai, munodzidza kuti zvinorevei kuti: ‘Ndinoda ngoni, kwete chibayiro.’+ Nekuti handina kuuya kuzoshevedza vanhu vakarurama, asi vatadzi.”
17 Jesu paakazvinzwa, akati kwavari: “Vaya vakasimba havadi chiremba, asi vaya vanorwara vanomuda. Handina kuuya kuzoshevedza vanhu vakarurama, asi vatadzi.”+