Genesisi 19:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Pavakangovasvitsa kumucheto, mumwe wavo akati: “Tiza kuti upone!* Usacheuka+ uye hapana paunofanira kumira muruwa rwacho rwese!+ Tizira kumakomo kuti urege kuparadzwa!” Genesisi 19:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Asi mudzimai waRoti, uyo akanga ari kumashure kwake, akatanga kucheuka, akabva ava shongwe yemunyu.+
17 Pavakangovasvitsa kumucheto, mumwe wavo akati: “Tiza kuti upone!* Usacheuka+ uye hapana paunofanira kumira muruwa rwacho rwese!+ Tizira kumakomo kuti urege kuparadzwa!”
26 Asi mudzimai waRoti, uyo akanga ari kumashure kwake, akatanga kucheuka, akabva ava shongwe yemunyu.+