-
Revhitiko 6:4, 5Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
4 Kana aine chivi chaakaita uye akabatwa kuti ane mhosva, anofanira kudzorera chinhu chaakaba, chinhu chaakatorera munhu, chaakabiridzira, chinhu chaakachengeteswa, kana kuti chinhu chakarasika chaakawana, 5 kana kuti chero chinhu chaakapika zvenhema nezvacho, anofanira kuchiripa zvakakwana,+ uye achawedzera chikamu chimwe chete pazvikamu zvishanu zveukoshi hwacho. Achapa muridzi wacho pazuva raanobatwa kuti ane mhosva.
-