RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 VaTesaronika 5:2, 3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Nekuti imi munonyatsoziva kuti zuva raJehovha*+ riri kuuya sembavha inouya usiku.+ 3 Pavanongoti, “Kwava nerunyararo uye hapana chichatiwana!” vachabva vangoparadzwa pakarepo vasingatarisiri,+ semauyiro anoita marwadzo emukadzi ane pamuviri ava kusununguka, uye havasi kuzopukunyuka.

  • 2 Petro 3:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Asi zuva raJehovha*+ richauya sembavha,+ uye zuva iroro matenga achapfuura+ achitinhira, asi zvinhu zviri mumatenga nepanyika izvo zvichange zvichipisa kwazvo zvichanyungudutswa, uye nyika nemabasa ari mairi zvichava pachena.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe