Mateu 25:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 “Saka rambai makarinda+ nekuti hamuzivi zuva racho kana nguva yacho.+ Mako 13:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Rambai makatarisa, rambai makamuka,+ nekuti hamuzivi kuti nguva yacho ichasvika riini.+ 1 VaKorinde 16:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Rambai makamuka,+ mirai makasimba mukutenda,+ rambai muchiita sevanhu vevarume,*+ ivai nesimba.+ 1 Petro 5:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ngwarirai uye chenjererai.+ Mhandu yenyu Dhiyabhorosi, inofamba-famba seshumba inodzvova, ichitsvaga wekudya.+
8 Ngwarirai uye chenjererai.+ Mhandu yenyu Dhiyabhorosi, inofamba-famba seshumba inodzvova, ichitsvaga wekudya.+