-
Ruka 9:46-48Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
46 Vakabva vatanga kuitisana nharo dzekuti ndiani aiva mukuru pakati pavo.+ 47 Jesu akaziva zvavaifunga, akabva atora mwana mudiki, akamumisa parutivi pake, 48 akati kwavari: “Munhu wese anogamuchira mwana mudiki uyu nekuda kwezita rangu anondigamuchirawo; uye munhu wese anondigamuchira anogamuchirawo iye akandituma.+ Nekuti munhu anozviita mudiki pakati penyu mese ndiye mukuru.”+
-