Isaya 53:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Paakafa akapiwa nzvimbo yekuvigwa* pamwe chete nevakaipa+Uye pamwe chete nevapfumi,*+Kunyange zvazvo pasina chakaipa chaakanga* aitaUye pasina mashoko eunyengeri aakambotaura.+
9 Paakafa akapiwa nzvimbo yekuvigwa* pamwe chete nevakaipa+Uye pamwe chete nevapfumi,*+Kunyange zvazvo pasina chakaipa chaakanga* aitaUye pasina mashoko eunyengeri aakambotaura.+