-
Ruka 24:12Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
12 Asi Petro akasimuka, akamhanya kuguva, uye paakadongorera, akangoona machira chete. Saka akabva ipapo achishaya kuti chii chakanga chaitika.
-
-
Johani 20:3Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Petro nemudzidzi wacho vakabva vananga kuguva kwacho.
-