Johani 12:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Vadzidzi vake havana kunzwisisa zvinhu izvi pakutanga, asi Jesu paakakudzwa,+ vakabva vayeuka kuti zvinhu izvi zvakanga zvakanyorwa nezvake uye kuti ndizvo zvavakamuitira.+
16 Vadzidzi vake havana kunzwisisa zvinhu izvi pakutanga, asi Jesu paakakudzwa,+ vakabva vayeuka kuti zvinhu izvi zvakanga zvakanyorwa nezvake uye kuti ndizvo zvavakamuitira.+