2 Madzimambo 17:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Zvisinei, rudzi rumwe nerumwe rwakagadzira mwari warwo,* uye marudzi acho akaisa vanamwari vacho mudzimba dzekunamatira dzaiva munzvimbo dzakakwirira dzakanga dzagadzirwa nevaSamariya; marudzi acho ese akaita izvozvo mumaguta awo aaigara. 2 Madzimambo 17:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Saka vakatya Jehovha, asi vakanamata vanamwari vavo, sezvaingoitwa nemarudzi* avakanga vatorwa kubva kwaari.+
29 Zvisinei, rudzi rumwe nerumwe rwakagadzira mwari warwo,* uye marudzi acho akaisa vanamwari vacho mudzimba dzekunamatira dzaiva munzvimbo dzakakwirira dzakanga dzagadzirwa nevaSamariya; marudzi acho ese akaita izvozvo mumaguta awo aaigara.
33 Saka vakatya Jehovha, asi vakanamata vanamwari vavo, sezvaingoitwa nemarudzi* avakanga vatorwa kubva kwaari.+