Mateu 8:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Jesu akabva ati kumukuru wacho weuto: “Enda zvako. Waratidza kuti une kutenda, saka ngazviitike kwauri.”+ Muranda wacho akabva aporeswa panguva iyoyo chaiyo.+
13 Jesu akabva ati kumukuru wacho weuto: “Enda zvako. Waratidza kuti une kutenda, saka ngazviitike kwauri.”+ Muranda wacho akabva aporeswa panguva iyoyo chaiyo.+